Online Bible

- Reklamy -

Isaya 63:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Nokuti muri Ƃaɓa ʋeɗu, kunyaŋge Abrahama asiŋgatiziʋi, naIsraeri asiŋgatiziʋururi; imi Jehova muri Ƃaɓa ʋeɗu; Mudzikinuri weɗu kubva kare nakare, ndiro zita renyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Nokuti muri baba vedu, kunyange Abhurahamu asingatizivi, naIsiraeri asingatiziururi; imi Jehovha muri baba vedu; Mudzikinuri wedu kubva kare nakare, ndiro zita renyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Inga ndimi baba wedu wani kunyange Abhurahamu asingatizivi uye kunyange zvazvo Isiraeri, asingatitore sevana vake, imi Tenzi ndimi Baba vedu, Mununuri wedu, kubvira kare nakare, iroro ndiro zita renyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Inga ndimi baba wedu wani kunyange Abhurahamu asingatizivi uye kunyange zvazvo Isiraeri, asingatitore sevana vake, imi Tenzi ndimi Baba vedu, Mununuri wedu, kubvira kare nakare, iroro ndiro zita renyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Asi muri Baba vedu, kunyange Abhurahama asingatizivi kana naIsraeri asingatiziviwo; imi, Jehovha, ndimi Baba vedu, Mudzikinuri wedu kubva kare ndiro zita renyu.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 63:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy