Isaya 63:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Mŋeya waJehova wakaʋazorodza, seŋombe dzinoɓurukira kumupata; saiɀoɀo makafambisa ʋanhu ʋenyu, kuti muɀiwanire mukurumbira mukuru‐kuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Mweya waJehovha wakavazorodza, semombe dzinoburukira kumupata; saizvozvo makafambisa vanhu venyu, kuti muzviwanire mukurumbira mukuru-kuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Sokutungamirirwa kunoitwa zvipfuwo kubani, Mweya waTenzi wakavapa zororo, saizvozvo makatungamirira vanhu venyu mukazviwanira zita rine mukurumbira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Sokutungamirirwa kunoitwa zvipfuwo kubani, Mweya waTenzi wakavapa zororo, saizvozvo makatungamirira vanhu venyu mukazviwanira zita rine mukurumbira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 semombe dzinoburukira kubani, vakapiwa zororo noMweya waJehovha. Ndiwo matungamiriro amakaita vanhu venyu kuti muzviitire zita rine mukurumbira. Viz kapitola |