Isaya 63:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo ʋanhu ʋake ʋakaraŋgarira mazuʋa akare, Mosesi naʋanhu ʋake, ʋakati: Uripiko iye wakaʋaɓuɗisa muguŋgwa pamŋe cete nomufudzi weɓoka rake? Uripiko iye wakaisa Mŋeya wake mutȿene pakati paʋo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo vanhu vake vakarangarira mazuva akare, Mosesi navanhu vake, vakati, “Aripiko iye akaisa Mweya wake mutsvene pakati pavo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ndipo paakarangarira mazuva akare aye, mazuva omuranda wake Mosesi. Aripiko chaizvo nyakunyurura mugungwa, mufudzi wedanga rezvipfuwo zvake? Aripiko akaisa Mweya Mutsvene wake mukati mavo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ndipo paakarangarira mazuva akare aye, mazuva omuranda wake Mosesi. Aripiko chaizvo nyakunyurura mugungwa, mufudzi wedanga rezvipfuwo zvake? Aripiko akaisa Mweya Mutsvene wake mukati mavo, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo vanhu vake vakarangarira mazuva akare, mazuva aMozisi navanhu vake, vakati, aripiko akavayambutsa gungwa, nomufudzi wamakwai ake? Aripiko akaisa Mweya wake Mutsvene pakati pavo, Viz kapitola |