Online Bible

- Reklamy -

Isaya 63:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ndianiko uyu unobva Edomi, unobva Bozra aneŋguʋo dzakatȿuka kwaɀo? Ndiani uyo wakafuka ɀinobginya, unofamba noʋukuru bgesimba rake? Ndini ndinotaura nokururama, ndinesimba rokuponesa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Ndianiko uyu anobva Edhomu, anobva Bhozira ane nguo dzakatsvuka kwazvo? Ndiani uyo akafuka zvinobwinya, anofamba noukuru hwesimba rake? “Ndini ndinotaura nokururama, ndine simba rokuponesa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 “Ndianiko uyo ari kuuya achibva Edhomu, akapfeka hanzu tsvuku dzeBhozira, akapfeka hanzu dzake dzemandiriri ari kukanyaira achigwanha kwazvo zvine simba pamusana poukuru hwake? Ndini iyeni! Ndiri kuzivisa vanhu zvokukurira kwangu, ini Changamire wokuponesa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Ndianiko uyu anobva kuEdhomu, anobva kuBhozira, ane nguo dzakatsvuka seropa? Ndianiko uyu, akafuka zvinobwinya, anofamba muukuru hwesimba rake? “Ndini ndinotaura nokururama, ndine simba rokuponesa.”

Viz kapitola kopírovat

Isaya 63:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy