Isaya 61:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti ini Jehova ndinoɗa ɀakarurama, ndinoʋeŋga kupamba pamŋe cete neɀakaipa; ndicaʋaripira ɀirokwaɀo, ʋuye ndicaita suŋgano isiŋgaperi naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nokuti ini Jehovha ndinoda zvakarurama, ndinovenga kupamba pamwechete nezvakaipa; ndichaviripira zvirokwazvo, uye ndichaita sungano isingaperi navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Ndinodaro nokuti ini Tenzi ndinoda ruenzaniso, zvokupamba vanhu ndinozvivenga, ndinovengawo zvokuita zvakaipa. Ndichavapa mubayiro wavo chaivo, ndichaita chitenderano navo chokugara nokugara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Ndinodaro nokuti ini Tenzi ndinoda ruenzaniso, zvokupamba vanhu ndinozvivenga, ndinovengawo zvokuita zvakaipa. Ndichavapa mubayiro wavo chaivo, ndichaita chitenderano navo chokugara nokugara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Nokuti ini, Jehovha, ndinoda kururamisira; ndinovenga kupamba nezvakaipa. Mukutendeka kwangu, ndichavapa mubayiro uye ndichaita sungano isingaperi navo. Viz kapitola |