Online Bible

- Reklamy -




Isaya 61:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ipapo ʋacaʋaka matoŋgo akare, ʋacamutsa ɀe nɀimbo dzakaparadzwa dzokutaŋga, ʋacagadzira maguta akaŋga aitwa matoŋgo, ɀakaparadzwa ɀamarudzi namarudzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ipapo vachavaka matongo akare, vachamutsazve nzvimbo dzakaparadzwa dzokutanga, vachagadzira maguta akanga aitwa matongo, nezvose zvakaparadzwa zvamarudzi namarudzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vachavakazve pamatongo akare vachamutsurudza zvinhu zviya zvakanga zvati pasi mbombombo. Vachagadziridzazve maguta akanga aparadzwa akanga aita matongo kwezvizvarwa nezvizvarwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Vachavakazve pamatongo akare vachamutsurudza zvinhu zviya zvakanga zvati pasi mbombombo. Vachagadziridzazve maguta akanga aparadzwa akanga aita matongo kwezvizvarwa nezvizvarwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Vachavakazve matongo akare uye vachamutsazve nzvimbo dzakaparadzwa kare; vachavandudza matongo amaguta akaparadzwa kwezvizvarwa nezvizvarwa zvakapfuura.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 61:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy