Online Bible

- Reklamy -




Isaya 60:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Muɗuku ucaʋa curu, wakaɗukupa ucaʋa rudzi runesimba; ini Jehova ndicakurumidza kuɀiita neŋguʋa yaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Muduku achava chiuru, akadukupa achava rudzi rune simba; ini Jehovha ndichakurumidza kuzviita nenguva yazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Mudikidiki pavari ndichaita kuti ave dzinza chairo, mudukuduku pavari achiva rudzi rwavanhu rukuru. Ndini Tenzi, panguva yayo ndichakurumidza kuzviita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Mudikidiki pavari ndichaita kuti ave dzinza chairo, mudukuduku pavari achiva rudzi rwavanhu rukuru. Ndini Tenzi, panguva yayo ndichakurumidza kuzviita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Mudikisa wako achava chiuru, mudiki achava rudzi rune simba. Ndini Jehovha, munguva yacho ndichazviita nokukurumidza.”

Viz kapitola kopírovat




Isaya 60:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy