Isaya 60:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ucamna ʋo mukaka wamarudzi, ucamna mazamu amadzimambo; ipapo ucaziʋa kuti ini Jehova, ndini Muponesi wako, noMudzikinuri wako, Wamasimba‐ose waJakobo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Uchamwawo mukaka wamarudzi, uchamwa mazamu amadzimambo; ipapo uchaziva kuti ini Jehovha, ndini Muponesi wako, noMudzikinuri wako, waMasimbaose waJakobho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Uchayamwa mukaka wevechirudzi uchayamwa mazamu amadzimambo ndopauchaziva kuti ini Tenzi, ndini Muponesi wako, iye Mununuri wako iye Samasimbaose waJakobho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Uchayamwa mukaka wevechirudzi uchayamwa mazamu amadzimambo ndopauchaziva kuti ini Tenzi, ndini Muponesi wako, iye Mununuri wako iye Samasimbaose waJakobho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uchanwa mukaka wendudzi uye ucharerwa pamazamu oumambo. Ipapo uchaziva kuti ini, iyeni Jehovha, ndini Muponesi wako, Mudzikinuri wako, Wamasimba Ose waJakobho. Viz kapitola |