Online Bible

- Reklamy -




Isaya 60:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Wakaŋga wakasiyiwa nokuʋeŋgwa, kusisinomunhu waipfuʋura nomukati mako, asi ɀino ndicakuita cinhu cinorumbidzwa nokusiŋgaperi, cinofarirwa kuȿikira kumarudzi mazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Wakanga wakasiyiwa nokuvengwa, kusisina munhu aipfuura nomukati mako, asi zvino ndichakuita chinhu chinorumbidzwa nokusingaperi, chinofarirwa kusvikira kumarudzi mazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Wakanga wafuratirwa uchivengwa pasisina kana neachadimura namauri, zvino ndichakuita guta rino mukurumbira narini narini richange riri rinofadza pachizvarwa nechizvarwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Wakanga wafuratirwa uchivengwa pasisina kana neachadimura namauri, zvino ndichakuita guta rino mukurumbira narini narini richange riri rinofadza pachizvarwa nechizvarwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 “Kunyange wanga wasiyiwa uye uchivengwa, pasina munhu anopfuura nemauri, ndichakuita kuti ukudzwe nokusingaperi uye uve mufaro wezvizvarwa zvinotevera.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 60:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy