Isaya 6:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nheyo dzeɀikumbaridzo dzikazunuŋguka nenzwi rowakaŋga aciɗana, imba ikazadzwa noʋutsi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nheyo dzezvikumbaridzo dzikazununguka nezwi rowakanga achidana, imba ikazadzwa noutsi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ugaro hwemba iyi hwokumusuo hwakandengendeka pamusana pezwi rewainge adaidza. Imba iyoi yakazara noutsi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ugaro hwemba iyi hwokumusuo hwakandengendeka pamusana pezwi rewainge adaidza. Imba iyoi yakazara noutsi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nokutinhira kwamanzwi adzo, nheyo dzezvikumbaridzo dzakazungunuka uye temberi yakazadzwa noutsi. Viz kapitola |