Online Bible

- Reklamy -

Isaya 59:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Hakunomunhu unokwirira mumŋe nokururama, hakuna‐unoreʋerera mumŋe neɀokwaɗi; ʋanoʋimba neɀisinamaturo, ʋacireʋa nhema; ʋanotora mimba yeɀakashata, ndokuɓereka ɀakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Hakuna munhu anokwirira mumwe nokururama, hakuna anoreverera mumwe nezvokwadi; vanovimba nezvisina maturo, vachireva nhema; vanotora pamuviri pezvakashata, ndokubereka zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 “Hapana anokwirira mumwe kumatare mhosva chaiyo yechokwadi, hapana anonyatsotevedza zviri pamurao. Vanovimba netwaanotaura tusina maturo vachireva nhema zvavo. Vanodyara misikanzwa vachizokohwa zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 “Hapana anokwirira mumwe kumatare mhosva chaiyo yechokwadi, hapana anonyatsotevedza zviri pamurao. Vanovimba netwaanotaura tusina maturo vachireva nhema zvavo. Vanodyara misikanzwa vachizokohwa zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Hapana anochemera kururamisira; hapana anokwidza mhaka yake nokutendeka. Vanongovimba negakava risina maturo uye nokureva nhema; vanoita mimba yezvakashata uye vanobereka zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 59:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy