Isaya 59:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti maʋoko enyu akaȿiɓiswa neropa, neminwe yenyu neɀakaipa; miromo yenyu yakareʋa nhema, rurimi rwenyu runoŋuŋuna ɀakashata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti maoko enyu akasvibiswa neropa, neminwe yenyu nezvakaipa; miromo yenyu yakareva nhema, rurimi rwenyu runogunu’nuna zvakashata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 nokuti maoko enyu akasvibiswa neropa, uye minwe yenyu nezvakaipa, uye miromo yenyu nokureva nhema, rurimi rwenyu runotaura zvakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 nokuti maoko enyu akasvibiswa neropa, uye minwe yenyu nezvakaipa, uye miromo yenyu nokureva nhema, rurimi rwenyu runotaura zvakaipa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Nokuti maoko enyu akasvibiswa neropa, minwe yenyu nezvakaipa. Miromo yenyu yakareva nhema, rurimi rwenyu runonguruma zvinhu zvakaipa. Viz kapitola |