Isaya 59:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Naiɀoɀo ʋacatya zita raJehova kubva kumaʋirazuʋa, noʋumambo bgake kubva kumabvazuʋa; nokuti ucaʋuya sorwizi runoɗira, runotinhwa nomŋeya waJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Naizvozvo vachatya zita raJehovha kubva kumavirazuva, noumambo hwake kubva kumabvazuva; nokuti achauya sorwizi runodira, runotinhwa nomweya waJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Naizvozvo vachatya zita raMwari kubva kumadokero, iyo mbiri yaMwari kubva kumabvazuva nokuti achauya sakakova kazere kanenge kachitututswa nemhepo yaTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Naizvozvo vachatya zita raMwari kubva kumadokero, iyo mbiri yaMwari kubva kumabvazuva nokuti achauya sakakova kazere kanenge kachitututswa nemhepo yaTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Kubva kumavirira, vanhu vachatya Jehovha, uye kubva pakubuda kwezuva, vachakudza kubwinya kwake. Nokuti achauya sokudira kworwizi runosundwa nokufema kwaJehovha. Viz kapitola |