Isaya 59:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀirokwaɀo, ɀokwaɗi inoshaikwa; unotiza ɀakaipa unopambga; Jehova wakaɀiʋona, ɀikasamufadza kuti kwakaŋga kusina‐kururamisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvirokwazvo, chokwadi chinoshaikwa; anotiza zvakaipa anopambwa; Jehovha akazviona, zvikasamufadza kuti kwakanga kusina kururamisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Hapana kwaunowana chokwadi anenge angoti regai ndisiyane nouipi ndiye anobva atopinda mupfumvu.” Tenzi akazviona uye hazvina kumufadza kuti hapana ruenzaniso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Hapana kwaunowana chokwadi anenge angoti regai ndisiyane nouipi ndiye anobva atopinda mupfumvu.” Tenzi akazviona uye hazvina kumufadza kuti hapana ruenzaniso. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Zvokwadi haichawanikwi uye vanovenga zvakaipa ndivo vopambwa. Jehovha akatarisa akasafara kuti pakanga pasisina kururamisira. Viz kapitola |