Online Bible

- Reklamy -




Isaya 5:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Hapana‐ucaneta kana kugumburwa pakati paʋo; hakunaucakotsira kana kuʋata; banhire reɀiʋuno ɀaʋo hariŋgasunuŋgurwi, rukanda rweshaŋgu dzaʋo haruŋgaɗambuki.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Hapana achaneta kana kugumburwa pakati pavo; hakuna achakotsira kana kuvata; bhanhire rezviuno zvavo haringasunungurwi, rukanda rweshangu dzavo harungadambuki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Pakati pavo hapana akaneta-neta hapana anogamhina, hapana anotsimwaira kana anokotsira kunyange mundya wakaregedzera kana ane tambo dzeshangu dzakadambuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Pakati pavo hapana akaneta-neta hapana anogamhina, hapana anotsimwaira kana anokotsira kunyange mundya wakaregedzera kana ane tambo dzeshangu dzakadambuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Hapana kana mumwe wavo anoneta kana kugumburwa, hapana kana mumwe wavo achakotsira kana kuvata; hapana kana bhanhire richasunungurwa pachiuno, hapana kana rukanda rweshangu ruchadambuka.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 5:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy