Online Bible

- Reklamy -

Isaya 30:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Jehova ucanzwisa inzwi rake roʋumambo, ucaratidza kuɓuruka kworuʋoko rwake, nokutsamŋa kwake kukuru, nomuraɀo womŋoto unopedza ɀose, necampupuri, nokunaya kukuru kwemvura, necimvuramabge.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Jehovha achanzwisa izwi rake roumambo, acharatidza kuburuka kworuoko rwake, nokutsamwa kwake kukuru, nomurazvo womoto unopedza zvose, nechamupupuri, nokunaya kukuru kwemvura, nechimvuramabwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Tenzi achaita kuti vanhu vanzwe izwi rake roukuru achaitawo kuti shamhu yoruoko rwake ionekwe inenge yatozomoka kuzorova nehasha dzinotyisa nerimi romoto unororomesa uine gore raita zvokuwodzvoka kunaya nedutu nemhepo huru ine simba rechimvuramabwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Jehovha achaita kuti vanhu vanzwe inzwi rake roumambo, uye achaita kuti vaone ruoko rwake ruchiburuka pasi, nehasha zhinji nomoto wokuparadza, nokuputika kwamakore, kunaya kwemvura zhinji nechimvuramabwe.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 30:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy