Online Bible

- Reklamy -




Isaya 30:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Naiɀoɀo simba raFarao ricakunyadzisai, kuʋanda kwenyu mumumvuri waFarao kucaʋa kukaŋganisa kwenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Naizvozvo simba raFarao richakunyadzisai, kuvanda kwenyu mumumvuri waFarao kuchava kukanganisa kwenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Naizvozvo kudzivirira kwaFarao ikoko kuchapinduka kukakunyadzisai, iye dumba nomumvuri weIjipiti opinduka ova anokunyadzisai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Naizvozvo kudzivirira kwaFarao ikoko kuchapinduka kukakunyadzisai, iye dumba nomumvuri weIjipiti opinduka ova anokunyadzisai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Asi kudzivirira kwaFaro kuchava kunyadziswa kwenyu, mumvuri weIjipiti uchakuvigirai kunyadziswa,

Viz kapitola kopírovat




Isaya 30:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy