Online Bible

- Reklamy -




Isaya 30:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ʋanecuru ʋacatiza kana ʋaciʋambga nomumŋe; mucatiza kana muciʋambga naʋashanu; kuȿikira masiyiwa seɗanda pamsoro pegomo, somureza pamsoro pecikomo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Vane chiuru vachatiza kana vachivambwa nomumwe; muchatiza kana muchivambwa navashanu; kusvikira masiyiwa sedanda pamusoro pegomo, somureza pamusoro pechikomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Chiuru chenyu chichatiza munhu mumwechete Masoja mashanu chaiwo achaita kuti muti ware kutiza muchisara mangoita, sechimuti chemureza pamusoro pegomo, somureza pachikomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Chiuru chenyu chichatiza munhu mumwechete Masoja mashanu chaiwo achaita kuti muti ware kutiza muchisara mangoita, sechimuti chemureza pamusoro pegomo, somureza pachikomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Chiuru chimwe chete chichatiza nokuvhundutsa kwomumwe chete; imi mose muchatiza kuvhundutsa kwavashanu, kusvikira masara maita sedanda romureza riri pamusoro pegomo, kuita somureza pamusoro pechikomo.”

Viz kapitola kopírovat




Isaya 30:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy