Isaya 3:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti Jerusarema raparadzwa, Juda wawa; nokuti marimi aʋo namaɓasa aʋo anopesana naJehova, kutsamŋisa meso ake anokubginya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nokuti Jerusaremu raparadzwa, Judha wawa; nokuti marimi avo namabasa avo anopesana naJehovha, kutsamwisa meso ake anokubwinya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 nokuti Jerusaremu yawondomoka, Judha yakoromoka nokuti zvavanotaura nezvavanoita zvinopesana naTenzi, zvinozvidza kuvapo kwake kuno mukurumbira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 nokuti Jerusaremu yawondomoka, Judha yakoromoka nokuti zvavanotaura nezvavanoita zvinopesana naTenzi, zvinozvidza kuvapo kwake kuno mukurumbira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Jerusarema rozungunuka, Judha riri kuwa; mashoko avo nezviito zvavo zvinopesana naJehovha, vachizvidza kuvapo kwake kunobwinya. Viz kapitola |