Online Bible

- Reklamy -




Isaya 29:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ko hakuna‐kusara ciŋguʋa ciɗuku‐ɗuku here, Rebanoni ricashandurwa riʋe munda unoɓereka ɀakanaka, nomunda unoɓereka ɀakanaka ucanzi iɗondo?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Ko hakuna kusara chinguva chidukuduku here, Rebhanoni richashandurwa rive munda unobereka zvakanaka, nomunda unobereka zvakanaka uchanzi idondo?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Handiti kwangosara kanguva kadikidiki kwazvo kokuti Rebhanoni richisandurwa kuitwa munda unopa michero, munda wacho unopa michero uchizoonekwa sesango chairo handiti?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Handiti kwangosara kanguva kadikidiki kwazvo kokuti Rebhanoni richisandurwa kuitwa munda unopa michero, munda wacho unopa michero uchizoonekwa sesango chairo handiti?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Ko, Rebhanoni haingashandurwi ikava munda wakaorera muchinguva chidiki, uye munda wakaorera ugoita kunge dondo?

Viz kapitola kopírovat




Isaya 29:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy