Isaya 29:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋanenhamo ʋanotȿaka kuʋanzira Jehova mano aʋo pakadzika, maɓasa aʋo ari murima, ʋaciti: Ndiani unotiʋona, ndiani unotiziʋa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Vane nhamo vanotsvaka kuvanzira Jehovha mano avo pakadzika, mabasa avo ari murima, vachiti, “Ndiani anotiona, ndiani anotiziva?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvichakuwanai zvenyu imi munoviga kwazvo mazano enyu pana Tenzi imi vemabasa erima, muchiti, “Ndiani anozviona, ndiani angazvizive. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvichakuwanai zvenyu imi munoviga kwazvo mazano enyu pana Tenzi imi vemabasa erima, muchiti, “Ndiani anozviona, ndiani angazvizive. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vane nhamo avo vanosvika kwakadzika dzika kuti vavanzire Jehovha mano avo, vanoita mabasa avo murima vachifunga mumwoyo yavo kuti, “Ndiani anotiona? Ndiani achaziva?” Viz kapitola |