Isaya 29:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 naiɀoɀo tarirai, ndicapfuʋura ndiciita pakati paʋanhu aʋa ɓasa rinoshamisa, ɓasa rinoshamisa necishamiso; ʋucenjeri bgaʋakacenjera ʋaʋo ʋucapera, nenjere dzaʋanhu ʋaʋo ʋakaŋgwara dzicaʋanzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 naizvozvo tarirai, ndichapfuura ndichiita pakati pavanhu ava basa rinoshamisa, basa rinoshamisa nechishamiso; uchenjeri hwavakachenjera vavo huchapera, nenjere dzavanhu vavo vakangwara dzichavanzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Naizvozvo chinzwai, ndichaita zvakare zvinoshamisa vanhu ava zvinhu zvinoshamisa zvinokatyamadza. Ungwaru hwavakachenjera vavo huchaparara. Kunzwisisa kwavanonzwisisa vavo kuchavanzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Naizvozvo chinzwai, ndichaita zvakare zvinoshamisa vanhu ava zvinhu zvinoshamisa zvinokatyamadza. Ungwaru hwavakachenjera vavo huchaparara. Kunzwisisa kwavanonzwisisa vavo kuchavanzwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Naizvozvo ndichashamisa vanhu ava zvakare nechishamiso pamusoro pechishamiso; uchenjeri hwavakachenjera huchaparadzwa, zivo yavane zivo ichapera.” Viz kapitola |