Isaya 28:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti matafura aʋo azere namarutsi anosemesa, hapana‐pakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nokuti matafura avo azere namarutsi anosemesa, hapana pakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 nokuti mateburu ose azara marutsi hapana pasisina tsvina. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 nokuti mateburu ose azara marutsi hapana pasisina tsvina. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Tafura dzose dzazara marutsi uye hapachina nzvimbo isina tsvina. Viz kapitola |