Isaya 28:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nezuʋa iro Jehova wehondo ucaʋa korona inobginya noʋukomba bgakaiȿo‐naka kunaʋakasara ʋaʋanhu ʋake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nezuva iro Jehovha wehondo achava korona inobwinya noukomba hwakaisvonaka kuna vakasara vavanhu vake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pazuva iroro, Tenzi wehondo nehondo, achava mambo ane mukurumbira nechishongo chinoyevedza kuchitsama chavanhu vake vakasara Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Pazuva iroro, Tenzi wehondo nehondo, achava mambo ane mukurumbira nechishongo chinoyevedza kuchitsama chavanhu vake vakasara Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pazuva iro Jehovha Wamasimba Ose achava korona inobwinya, chishongo chakanaka chavanhu vake vakasara. Viz kapitola |