Online Bible

- Reklamy -




Isaya 28:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ɀiyo ɀeciŋgwa ɀinokuyiwa, haaŋgarambi aciɀipura; kunyaŋge gumbo reŋgoro yake namabiza ake ɀiciɀiparadzira, haaŋgaɀikuyi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Zviyo zvechingwa zvinokuyiwa, haangarambi achizvipura; kunyange gumbo rengoro yake namabhiza ake zvichizviparadzira, haangazvikuyi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Pakupura, munhu angabva apwanya koroni yechingwa here? Kweteka, haarambe achingoipura chete. Paanofambisa mavhiri engoro yake pairi namabhiza ake, haabvi aibvukuchura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Pakupura, munhu angabva apwanya koroni yechingwa here? Kweteka, haarambe achingoipura chete. Paanofambisa mavhiri engoro yake pairi namabhiza ake, haabvi aibvukuchura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Zviyo zvinofanira kukuyiwa kuti zviitiswe chingwa; saka munhu haafaniri kuramba achingopura nokusingaperi. Kunyange achifambisa mavhiri engoro yake yokupura pamusoro pazvo, mabhiza ake haazvikuyi.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 28:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy