Isaya 28:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Nokuti Mŋari wake unomuziʋisa ɀakanaka nokumudzidzisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Nokuti Mwari wake anomuzivisa zvakanaka nokumudzidzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akadzidziswa zvakanaka nokuti Mwari wake ndiye anomuudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Akadzidziswa zvakanaka nokuti Mwari wake ndiye anomuudza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Nokuti Mwari wake anomurayiridza uye achamudzidzisa nzira yakanaka. Viz kapitola |