Isaya 27:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Pakuʋadziŋga kwenyu makarwa naʋo neciyero cakafanira; wakaʋabvisa nemhepo yake inesimba nezuʋa remhepo yokumabvazuʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Pakuvadzinga kwenyu makarwa navo nechiyero chakafanira; wakavabvisa nemhepo yake ine simba nezuva remhepo yokumabvazuva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Makavaitira zvine mwero nokumbovaita kuti vatapwe maitira kuti vafunge akavabvisa aviruka kwazvo nehasha pazuva remhepo yokumabvazuva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Makavaitira zvine mwero nokumbovaita kuti vatapwe maitira kuti vafunge akavabvisa aviruka kwazvo nehasha pazuva remhepo yokumabvazuva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Muhondo makarwa naye mukamudzinga, nokurwisa kwake kunotyisa akamudzinga, sezvinoitika pazuva rinovhuvhuta mhepo yokumabvazuva. Viz kapitola |