Isaya 27:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Namazuʋa anoʋuya Jakobo ucamera midzi; Israeri ucatuŋga maruʋa nokutumbuka; ʋacazadza nyika yose neɀiɓereko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Namazuva anouya Jakobho achamera midzi; Isiraeri achatunga maruva nokutumbuka; vachazadza nyika yose nezvibereko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mune ramangwana Jakobho achadzika midzi, Isiraeri ichatumbuka igoita nhungirwa igozadza pasi pose namapudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mune ramangwana Jakobho achadzika midzi, Isiraeri ichatumbuka igoita nhungirwa igozadza pasi pose namapudzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Mumazuva anouya, Jakobho achadzika midzi, Israeri achabukira uye achatunga maruva, agozadza nyika yose nomuchero, Viz kapitola |