Isaya 27:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ini Jehova ndini muceŋgeti wawo; ndicauɗiridza ŋguʋa imŋe neimŋe; ndicauceŋgeta masikati noʋusiku, kuti urege kutadziwa nomunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Ini Jehovha ndini muchengeti wawo; ndichaudiridza nguva imwe neimwe; ndichauchengeta masikati nousiku, kuti urege kutadziwa nomunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Ini Tenzi ndini muchengeti wawo ndinoudiridzira nguva dzose. Kuitira kuti pasave naanouparadza ndinouchengetedza siku nesikati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 “Ini Tenzi ndini muchengeti wawo ndinoudiridzira nguva dzose. Kuitira kuti pasave naanouparadza ndinouchengetedza siku nesikati. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ini Jehovha ndini ndinouchengeta; ndinoramba ndichiudiridzira. Ndinourinda masikati nousiku kuitira kuti parege kuva neanoukanganisa. Viz kapitola |