Isaya 27:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino nezuʋa iro hwamanda huru icaridzwa; ʋakaŋga ʋoparara panyika yeAsiria, naʋakaŋga ʋadziŋgirwa kunyika yeEgipita, ʋacaʋuya; ʋacanamata Jehova pagomo dɀene paJerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino nezuva iro hwamanda huru icharidzwa; vakanga voparara panyika yeAsiria, navakanga vadzingirwa kunyika yeIjipiti, vachauya; vachanamata Jehovha pagomo dzvene paJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino nezuva iroro kucharidzwa zibhosvo guruguru. Vanhu vakanga vateterekera munyika yeAsiria navakanga vambodzingwa munyika yeIjipiti, vachauya kuzopfugamira Tenzi pagomo rinoera muJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino nezuva iroro kucharidzwa zibhosvo guruguru. Vanhu vakanga vateterekera munyika yeAsiria navakanga vambodzingwa munyika yeIjipiti, vachauya kuzopfugamira Tenzi pagomo rinoera muJerusaremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye pazuva iro hwamanda huru icharira. Vakanga vofira muAsiria uye navaya vakanga vatizira kuIjipiti vachauya kuzonamata Jehovha pamusoro pegomo dzvene riri muJerusarema. Viz kapitola |