Isaya 26:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nzira yaʋakarurama yakarurama; imi munoruramisa nzira yaʋakarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Nzira yavakarurama yakarurama; imi munoruramisa nzira yavakarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Gwara rowakarurama muchechetere nzira yomururami munoiita kuti ive yakati sandara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Gwara rowakarurama muchechetere nzira yomururami munoiita kuti ive yakati sandara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nzira yavakarurama yakati chechetere; imi Akarurama, munoita kuti nzira yavakarurama iti chechetere. Viz kapitola |