Online Bible

- Reklamy -




Isaya 25:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Wakaparadza rufu nokusiŋgaperi, Ishe Jehova ucapisika misodzi paɀiso ɀose; ucabvisa kuɀidzwa kwaʋanhu ʋake panyika yose; nokuti Jehova wakataura iɀoɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Akaparadza rufu nokusingaperi, Ishe Jehovha achapisika misodzi pazviso zvose; achabvisa kuzvidzwa kwavanhu vake panyika yose; nokuti Jehovha akataura izvozvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Achatsakatisa rufu nokusingaperi, uye Tenzi, Tenzi achapukuta vose musodzi pamatama, uyewo achabvisa kuzvidzwa kwavanhu vake pasi pose, nokuti Tenzi ndiye azvireva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Achatsakatisa rufu nokusingaperi, uye Tenzi, Tenzi achapukuta vose musodzi pamatama, uyewo achabvisa kuzvidzwa kwavanhu vake pasi pose, nokuti Tenzi ndiye azvireva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 iye achamedza rufu nokusingaperi. Wamasimba Ose achapisika misodzi kubva pazviso zvose; achabvisa kunyadziswa kwavanhu vake panyika yose. Jehovha ataura.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 25:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy