Isaya 24:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nyika inocema nokuwoma, pasi pose panopera simba nokuwoma, ʋanhu ʋakakudzwa ʋenyika ʋanopera simba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nyika inochema nokuoma, pasi pose panopera simba nokuoma, vanhu vakakudzwa venyika vanopera simba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pasi pose pari kuchema, pauna, nyika iri kuperezeka nokusvava, matenga ari kuperezekawo pamwechete napasi pose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pasi pose pari kuchema, pauna, nyika iri kuperezeka nokusvava, matenga ari kuperezekawo pamwechete napasi pose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nyika inooma uye inosvava, pasi pose panorwadziwa uye panounyana, vanokudzwa venyika vanopera simba uye vanorwadziwa. Viz kapitola |