Online Bible

- Reklamy -




Isaya 24:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino, unotiza ɓope rokutyisa, ucawira mugomba; unokwira acibva mukati megomba, ucaɓatwa nomusuŋgo; nokuti mawindi okumsoro azaruka, nenheyo dzenyika dzinoɗeɗera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino, anotiza bope rokutyisa, achawira mugomba; anokwira achibva mukati megomba, achabatwa nomusungo; nokuti mawindo okumusoro azaruka, nenheyo dzenyika dzinodedera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Anotiza maungira anotyisa achawira muhunza, anenge ati regai ndibude muhunza imomo anobva anzi kachi nomusungo nokuti mawindho edenga akazaruka nougaro hwenyika huri kundengendeka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Anotiza maungira anotyisa achawira muhunza, anenge ati regai ndibude muhunza imomo anobva anzi kachi nomusungo nokuti mawindho edenga akazaruka nougaro hwenyika huri kundengendeka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ani naani anotiza kutinhira kunotyisa, achawira mugomba; ani naani anokwira achibuda mugomba achabatwa mumusungo. Nokuti mawindo okudenga azaruka, uye nheyo dzapanyika dzozungunuka.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 24:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy