Isaya 24:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti ndiɀo ɀaɀicaita panyika pakati pamarudzi aʋanhu, ɀicafanana nokuzuzwa kwomuoriʋi, neɀakasara kana mizambiriŋga yakohwiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti ndizvo zvazvichaita panyika pakati pamarudzi avanhu, zvichafanana nokuzuzwa kwomuorivhi, nezvakasara kana madzambiringa yakohwiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Izvozvo ndozvazvichaita mukati menyika, pakati pamarudzi avanhu sezvinongoita muti womuorivhi kana wagumwa, sepanguva yokufuhwa magirepisi nguva yokusvina waini yapera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Izvozvo ndozvazvichaita mukati menyika, pakati pamarudzi avanhu sezvinongoita muti womuorivhi kana wagumwa, sepanguva yokufuhwa magirepisi nguva yokusvina waini yapera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndizvo zvazvichaita munyika napakati pendudzi, zvichafanana nokuzunzwa kwomuorivhi, kana sezvinosara pakunongwa shure kwegohwo ramazambiringa. Viz kapitola |