Isaya 22:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mukaʋona pakakoromoka paguta raDavidi, kuti pakaŋga pari pazhinji; mukaciŋgidzira mvura yedziʋa rezasi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Mukaona pakakoromoka paguta raDhavhidhi, kuti pakanga pari pazhinji; mukachingidzira mvura yedziva rezasi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 mukaona kuti zvikanganiso zveGuta raDhavhidhi zvakanga zvakawanda mukandoteka mvura yokudziva rezasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 mukaona kuti zvikanganiso zveGuta raDhavhidhi zvakanga zvakawanda mukandoteka mvura yokudziva rezasi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 makaona kuti Guta raDhavhidhi raiva napakakoromoka pakawanda munzvimbo dzokudzivirira; makazvichengetera mvura muDziva reZasi. Viz kapitola |