Isaya 22:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋaɓati ʋako ʋose ʋakatiza pamŋe cete, ʋakasuŋgwa ʋasinoʋuta; ʋose ʋako, ʋakawanikwa, ʋakasuŋgwa pamŋe cete; ʋakatizira kure. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Vabati vako vose vakatiza pamwechete, vakasungwa vasina uta; vose vako, vakawanikwa, vakasungwa pamwechete; vakatizira kure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vatongi vako vose zvavo vati ware kutiza pamwechete, asi vabatwa pasina kana kumboshandiswa uta. Vako vose vangowanikwa, vabatwa, kunyange vanga vatizira kure kure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vatongi vako vose zvavo vati ware kutiza pamwechete, asi vabatwa pasina kana kumboshandiswa uta. Vako vose vangowanikwa, vabatwa, kunyange vanga vatizira kure kure. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vatungamiri vako vose vatiza pamwe chete; vabatwa pasina kushandiswa uta. Mose imi makabatwa mukaitwa vasungwa pamwe chete, kunyange makanga matiza muvengi achiri kure. Viz kapitola |