Isaya 22:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋacaturika paari kukudzwa kwose kweimba yaɓaɓa ʋake, mataʋi namaɓukira, nemidziyo yose miɗuku, kubvira pamikombe kuȿikira pamakate. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 “Vachaturika paari kukudzwa kwose kweimba yababa vake, matavi namabukira, nemidziyo yose miduku, kubvira pamikombe kusvikira pamakate. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vemba yababa vake vachamuti memete vakarembera vose paari vana navazukuru semidziyo midiki yose yomumba kubvira kumakapu kusvikira kuzvirongo zvose zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vemba yababa vake vachamuti memete vakarembera vose paari vana navazukuru semidziyo midiki yose yomumba kubvira kumakapu kusvikira kuzvirongo zvose zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Mbiri yeimba yababa vake ichaturikwa paari; matavi namabukira, nemidziyo midiki yose, kubva pamikombe kusvikira pamakate ose. Viz kapitola |