Isaya 22:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ndicaisa kiyi yeimba yaDavidi pafudzi rake; iye ucazarura, hapana‐uŋgazarira, iye ucazarira, hapana‐uŋgazarura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Ndichaisa kiyi yeimba yaDhavhidhi pafudzi rake; iye achazarura, hapana angazarira, iye achazarira, hapana angazarura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Iye ndiye wandichatakudza pamafudzi basa rokuva nekiyi dzemba yaDhavhidhi. “Kana azarura, hapana anokwanisa kuzarira, Kana azarira hapana anogona kuzurura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Iye ndiye wandichatakudza pamafudzi basa rokuva nekiyi dzemba yaDhavhidhi. “Kana azarura, hapana anokwanisa kuzarira, Kana azarira hapana anogona kuzurura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ndichaisa papfudzi rake kiyi yeimba yaDhavhidhi; chaanenge azarura hapana angapfiga, uye chaanenge apfiga hapana angazarura. Viz kapitola |