Isaya 22:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino nezuʋa iro Ishe, Jehova wehondo, wakakuɗanirai kumisodzi, nokukucema, nokukuʋeʋurwa mhazha, nokukufuka makudza; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino nezuva iro Ishe, Jehovha wehondo, akakudanirai kumisodzi, nokukuchema, nokukuveurwa mhanza, nokukufuka makudza; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pazuva iroro Tenzi Mwari wehondo nehondo akati vanhu vaungudze kuchema vaine miparavara vakapfeka hanzu dzamasaga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pazuva iroro Tenzi Mwari wehondo nehondo akati vanhu vaungudze kuchema vaine miparavara vakapfeka hanzu dzamasaga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ishe, Jehovha Wamasimba Ose, akakudaidzai pazuva iro kuti mucheme uye muungudze, kuti mudzure bvudzi renyu uye mufuge masaga. Viz kapitola |