Online Bible

- Reklamy -




Isaya 21:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 ɀino tarirai, kwoʋuya ɓoka raʋanhu, ʋataȿi ʋamabiza ʋakaita ʋaʋiri‐ʋaʋiri. Akapindura, akati: Babironi rawa, rawa; mifananidzo yake yose yakaʋezwa yaʋamŋari ʋaʋo yaputsikirwa pasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 zvino tarirai, kwouya boka ravanhu, vatasvi vamabhiza vakaita vaviri-vaviri.” Akapindura, akati, “Bhabhironi rawa, rawa; mifananidzo yake yose yakavezwa yavamwari vavo yaputsikirwa pasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Zvino havo vauya vachairi vengoro dzehondo dzamabhiza akabopwa ari maviri maviri! Iye akati, “Yaparara, yaparara Bhabhironi pamwechete nezvifananidzo zvose zvavamwari vayo azvibwadamurira pasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Zvino havo vauya vachairi vengoro dzehondo dzamabhiza akabopwa ari maviri maviri! Iye akati, “Yaparara, yaparara Bhabhironi pamwechete nezvifananidzo zvose zvavamwari vayo azvibwadamurira pasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Tarirai, hoyo murume ari kuuya ari mungoro neboka ramabhiza. Uye anopa mhinduro achiti, ‘Bhabhironi rawa, rawa! Zvifananidzo zvose zvavamwari varo zvaputsirwa pasi!’ ”

Viz kapitola kopírovat




Isaya 21:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy