Isaya 20:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋagere panyika iyi iri pamhenderekedzo yeguŋgwa ʋacati nezuʋa iro: Tarirai, ndiɀo ɀaita ciʋimbo ceɗu, kwataitizira ticitȿaka kurwirwa kunamambo weAsiria; ko isu ɀino ticapukunyuka sei? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Vagere panyika iyi iri pamhenderekedzo yegungwa vachati nezuva iro, ‘Tarirai, ndizvo zvaita chivimbo chedu, kwataitizira tichitsvaka kurwirwa kuna mambo weAsiria; ko isu zvino tichapukunyuka sei?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Vagari venyika yomumahombekombe megungwa muno, pazuva iroro vachati, ‘Tarisai muone zvaitika kuvanhu vaya vataivimba navo, kuvanhu vaye kwataitizira kundobatsirwa kuti tinunurwe mumaoko mamambo weAsiria! Zvino isu tingapapunyuke sei ipapa?’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Vagari venyika yomumahombekombe megungwa muno, pazuva iroro vachati, ‘Tarisai muone zvaitika kuvanhu vaya vataivimba navo, kuvanhu vaye kwataitizira kundobatsirwa kuti tinunurwe mumaoko mamambo weAsiria! Zvino isu tingapapunyuke sei ipapa?’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Pazuva iro, vanhu vaigara pamhenderekedzo ino vachati, ‘Tarirai zvaitika kuna vaya vataivimba navo, vaya vataitizira kwavari kuti vatibatsire uye vatinunure kubva kuna mambo weAsiria! Zvino isu tichapunyuka sei?’ ” Viz kapitola |