Isaya 20:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 neŋguʋa iyo Jehova wakataura naIsaya mŋanakomana waAmozi, aciti: Enda, undosunuŋgura gudza riri paɀiʋuno ɀako, ubvise shaŋgu yako parutsoka rwako. Iye akaita saiɀoɀo, akafamba asineŋguʋo, asineshaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 nenguva iyo Jehovha akataura naIsaya mwanakomana waAmozi, achiti, “Enda, undosunungura gudza riri pazviuno zvako, ubvise shangu yako parutsoka rwako.” Iye akaita saizvozvo, akafamba asine nguo, asine shangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Panguva iyoyo, Tenzi akanga afanotaura nokuna Isaya mwanakomana waAmozi kuti, “Enda unosunungura mutikisha wamasaga uubvise muchiuno mako, ubvise shangu dzako mumakumbo.” Akaita saizvozvo, ava kufamba ari mutwi asina shangu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Panguva iyoyo, Tenzi akanga afanotaura nokuna Isaya mwanakomana waAmozi kuti, “Enda unosunungura mutikisha wamasaga uubvise muchiuno mako, ubvise shangu dzako mumakumbo.” Akaita saizvozvo, ava kufamba ari mutwi asina shangu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 panguva iyoyo Jehovha akataura kubudikidza naIsaya mwanakomana waAmozi. Akati kwaari, “Bvisa nguo yesaga pamuviri wako neshangu mumakumbo mako.” Iye akaita saizvozvo, akafamba asina nguo uye asina shangu. Viz kapitola |