Isaya 2:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋanhu ʋaɗuku ʋakakotamiswa, naʋakuru ʋakaninipiswa; saka musaʋakaŋganwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Vanhu vaduku vakakotamiswa, navakuru vakaninipiswa; saka musavakanganwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ipapo munhu anoninipiswa, munhu anodukupiswa. Musavaregerere zvitadzo zvavo! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ipapo munhu anoninipiswa, munhu anodukupiswa. Musavaregerere zvitadzo zvavo! Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Naizvozvo munhu achaderedzwa uye marudzi avanhu achaninipiswa, musavakanganwira. Viz kapitola |