Online Bible

- Reklamy -




Isaya 2:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 ʋapinde mumapako amatombo, nomumikaha yamatombo makuru, nokuɗa kwaJehova unotyisa, ʋuye nokuɗa kwokubginya kwoʋumambo bgake, kana acisimuka kuzunuŋgusa nyika nesimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 vapinde mumapako amatombo, nomumikaha yamatombo makuru, nokuda kwaJehovha anotyisa, uye nokuda kwokubwinya kwoumambo hwake, kana achisimuka kuzunungusa nyika nesimba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 kuti vapinde mumapako amatombo nomumitswe yamazitombo vohwanda kutyisa kwaTenzi vachihwanda mbiri youkuru hwake paachasumukira nyika kuzoidederesa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 kuti vapinde mumapako amatombo nomumitswe yamazitombo vohwanda kutyisa kwaTenzi vachihwanda mbiri youkuru hwake paachasumukira nyika kuzoidederesa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Vachatizira kumapako amatombo nokumikaha yakarembera, nokuda kwokutya Jehovha, uye nokubwinya kwoumambo hwake, paanosimuka kuti azungunutse nyika.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 2:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy