Online Bible

- Reklamy -




Isaya 2:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Nokuti Jehova wehondo unezuʋa rake pamsoro paʋose ʋanoɗaɗa naʋanoɀikudza, naʋanamanyawi; ʋacaɗeredzwa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Nokuti Jehovha wehondo ane zuva rake pamusoro pavose vanodada navanozvikudza, navana manyawi; vachaderedzwa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndinodaro nokuti Tenzi wehondo nehondo, ane zuva rake, zuva raachaworora kudada kwose nokuzvikudza achiwororawo zvose, manyawi nokuzvitutumadza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ndinodaro nokuti Tenzi wehondo nehondo, ane zuva rake, zuva raachaworora kudada kwose nokuzvikudza achiwororawo zvose, manyawi nokuzvitutumadza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Nokuti Jehovha Wamasimba Ose ane zuva raakachengetera avo vose vanozvikudza navanodada, navose vanokudzwa (uye vachaninipiswa),

Viz kapitola kopírovat




Isaya 2:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy