Isaya 19:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nezuʋa iro nzira huru icaʋa’po inobva Egipita icienda Asiria; ʋaAsiria ʋacaenda Egipita, naʋaEgipita ʋacaenda Asiria; ʋaEgipita ʋacanamata pamŋe cete naʋaAsiria. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Nezuva iro nzira huru ichavapo inobva Ijipiti ichienda Asiria; vaAsiria vachaenda Ijipiti, navaIjipiti vachaenda Asiria; vaIjipiti vachanamata pamwechete navaAsiria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Nezuva iroro kuchava nomugwagwa mukuru unobva kuIjipiti uchienda kuAsiria. VaAsiria vachauya muIjipiti, vokuIjipiti vachiendawo kuAsiria uye vaIjipiti vachanamata pamwechete nevaAsiria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Nezuva iroro kuchava nomugwagwa mukuru unobva kuIjipiti uchienda kuAsiria. VaAsiria vachauya muIjipiti, vokuIjipiti vachiendawo kuAsiria uye vaIjipiti vachanamata pamwechete nevaAsiria. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Pazuva iro, pachava nenzira huru ichabva kuIjipiti ichienda kuAsiria. VaAsiria vachaenda kuIjipiti uye vaIjipita vachaendawo kuAsiria. VaIjipita navaAsiria vachanamata pamwe chete. Viz kapitola |