Isaya 19:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Nezuʋa iro pakati penyika yeEgipita pacaʋa neartari kunaJehova, nembiru pamuganho waro kunaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Nezuva iro pakati penyika yeIjipiti pachava nearitari kuna Jehovha, nembiru pamuganho waro kuna Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Nomusi iwoyo kuchava neatari yaTenzi mukati menyika yeIjipiti nomusimboti waTenzi kumuganhu kwayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Nomusi iwoyo kuchava neatari yaTenzi mukati menyika yeIjipiti nomusimboti waTenzi kumuganhu kwayo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Pazuva iro, pachava nearitari kuna Jehovha mukati chaimo meIjipiti, nembiru kuna Jehovha pamuganhu wayo. Viz kapitola |