Isaya 18:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti Jehova wakataura kwandiri kuɗai: Ndicanyarara, ndicatarira ndiri paʋugaro bgaŋgu, sokupisa kwezuʋa pamushana, seguti pakupisa kweŋguʋa yokukohwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti Jehovha akataura kwandiri kudai, “Ndichanyarara, ndichatarira ndiri paugaro hwangu, sokupisa kwezuva pamushana, seguti pakupisa kwenguva yokukohwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 nokuti Tenzi ati kwandiri, ‘Ndichatarisa chinyararire ndiri kwandigere sokupisa kwezuva masikati machena, souma hwenguva yokupisa yapakukohwa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 nokuti Tenzi ati kwandiri, ‘Ndichatarisa chinyararire ndiri kwandigere sokupisa kwezuva masikati machena, souma hwenguva yokupisa yapakukohwa.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Zvanzi naJehovha kwandiri: “Ndicharamba ndinyerere uye ndichatarira ndiri paugaro hwangu, samanyirinyiri omushana unopisa, segore redova mukupisa kwokukohwa.” Viz kapitola |