Online Bible

- Reklamy -

Isaya 16:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nokuti minda yeHeshboni yawoma, nomuzambiriŋga weSibma; madzishe amarudzi avuna mataʋi awo akanaka, akaŋga aciȿikira Jazeri, akaŋga atandira kurenje; mataʋi awo akaŋga atandaʋara, ayambukira guŋgwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Nokuti minda yeHeshibhoni yaoma, nomudzambiringa weSibhima; madzishe amarudzi avhuna matavi awo akanaka, akanga achisvikira Jazeri, akanga atandira kurenje; matavi awo akanga atandavara, ayambukira gungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 nokuti minda yokuHeshibhoni neminda yamagirepisi yokuSibhuma yosvava, madzishe edzindudzi akakwazhura mapazi ayo aisvika kana nokuJazeru achirasikira nokugwenga uko; nhungirwa dzacho dzichitandira uko nouko dzichitopfuura zvadzo napamusoro pegungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Minda yeHeshibhoni yaoma uye mazambiringa eSibhima aomawo. Vatongi vendudzi vatsika-tsika mizambiringa yakaisvonaka, iyo yaimbosvika kuJazeri uye yaitandira yakananga kurenje. Mabukira ayo aitandira kusvika kugungwa.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 16:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy